2 Madzimambo 23:24 BDMCS

24 Pamusoro paizvozvo, Josia akabvisa masvikiro ose navavuki, navamwari vomudzimu, nezvifananidzo nezvimwe zvose zvinonyangadza zvaionekwa muJudha neJerusarema. Akaita izvi kuti azadzise zvaidikanwa nomurayiro wakanga wakanyorwa mubhuku rakanga rakawanikwa nomuprista Hirikia mutemberi yaJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 23

Maonero 2 Madzimambo 23:24 akapoteredza