2 Madzimambo 23:30 BDMCS

30 Varanda vaJosia vakatakura mutumbi wake mungoro kubva kuMegidho kusvika kuJerusarema vakamuviga muguva rake. Vanhu vomunyika imomo vakatora Jehoahazi mwanakomana waJosia vakamuzodza uye vakamuita mambo panzvimbo yababa vake.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 23

Maonero 2 Madzimambo 23:30 akapoteredza