2 Madzimambo 24:1 BDMCS

1 Mumazuva okutonga kwaJehoyakimi Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi akakunda nyika, Jehoyakimi akava muranda wake kwamakore matatu. Asi akazoshandura pfungwa dzake akamukira Nebhukadhinezari.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 24

Maonero 2 Madzimambo 24:1 akapoteredza