2 Madzimambo 24:12 BDMCS

12 Jehoyakini mambo weJudha, namai vake, navaranda vake, namakurukota ake, navabati vake vakazvipira vose kwaari. Mugore regumi namasere rokutonga kwamambo weBhabhironi, akatora Jehoyakini akamuita musungwa.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 24

Maonero 2 Madzimambo 24:12 akapoteredza