2 Madzimambo 24:5 BDMCS

5 Kana zviri zvimwe zvakaitika pakutonga kwaJehoyakimi, nezvose zvaakaita, hazvina kunyorwa here mubhuku renhoroondo dzamadzimambo eJudha?

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 24

Maonero 2 Madzimambo 24:5 akapoteredza