2 Madzimambo 25:13 BDMCS

13 Vanhu veBhabhironi vakaputsa mbiru dzendarira, nengoro neGungwa rendarira zvakanga zviri mutemberi yaJehovha vakatakura ndarira vakaenda nayo kuBhabhironi.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 25

Maonero 2 Madzimambo 25:13 akapoteredza