2 Madzimambo 25:17 BDMCS

17 Mbiru imwe neimwe yaiva yakareba makubhiti gumi namaserea. Musoro wendarira waiva pamusoro pembiru wakanga wakareba makubhiti matatub uye wakanga wakashongedzwa nomumbure uye namatamba endarira akanga akaupoteredza. Imwe mbiru nomumbure wayo yakanga yakadarowo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 25

Maonero 2 Madzimambo 25:17 akapoteredza