2 Madzimambo 25:4 BDMCS

4 Ipapo rusvingo rweguta rwakapwanyiwa, hondo yose ikatiza usiku napasuo raiva pakati pamasvingo maviri pedyo nebindu ramambo, kunyange veBhabhironi vakanga vakakomba guta. Vakatiza vakananga kuArabha,

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 25

Maonero 2 Madzimambo 25:4 akapoteredza