2 Madzimambo 3:11 BDMCS

11 Asi Jehoshafati akamubvunza akati, “Hapana muprofita waJehovha here pano, kuti tibvunze Jehovha nokwaari?” Muranda wamambo weIsraeri akati, “Pana Erisha mwanakomana waShafati. Aisimbosuridzira mvura pamaoko aEria.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 3

Maonero 2 Madzimambo 3:11 akapoteredza