2 Madzimambo 3:2 BDMCS

2 Akaita zvakaipa pamberi paJehovha, asi haana kuita sezvakaita baba vake namai vake. Akabvisa dombo rinoera raBhaari rakanga raitwa nababa vake.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 3

Maonero 2 Madzimambo 3:2 akapoteredza