2 Madzimambo 3:21 BDMCS

21 Zvino vaMoabhu vose vakanga vanzwa kuti madzimambo akanga auya kuzorwa navo; saka murume mumwe nomumwe, mudiki nomukuru, aigona kutakura zvombo akadaidzwa uye vakandogariswa kumuganhu.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 3

Maonero 2 Madzimambo 3:21 akapoteredza