2 Madzimambo 3:27 BDMCS

27 Ipapo akatora dangwe rake, aifanira kumutevera paushe, akamupa sechibayiro parusvingo rweguta. Vakatsamwira vaIsraeri zvikuru; uye ivo vakabva kwaari vakadzokera kunyika yavo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 3

Maonero 2 Madzimambo 3:27 akapoteredza