2 Madzimambo 3:4 BDMCS

4 Zvino Mesha mambo weMoabhu aipfuwa makwai, uye aifanira kupa mambo weIsraeri makwayana anokwana zviuru zana namakushe amakondohwe anokwana zviuru zana.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 3

Maonero 2 Madzimambo 3:4 akapoteredza