2 Madzimambo 4:14 BDMCS

14 Erisha akabvunza akati, “Angaitirwe chiiko?” Gehazi akati, “Zvirokwazvo, haana mwanakomana uye murume wake akwegura.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 4

Maonero 2 Madzimambo 4:14 akapoteredza