2 Madzimambo 4:2 BDMCS

2 Erisha akamupindura akati, “Ndingakubatsira seiko? Nditaurire, chii chaunacho mumba mako?” Iye akati, “Murandakadzi wenyu haana kana chinhu kunze kwamafuta mashoma shoma.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 4

Maonero 2 Madzimambo 4:2 akapoteredza