28 Mukadzi akati, “Ndakakukumbirai mwanakomana here, tenzi wangu? Ko, handina kukutaurirai kuti musandinyengedzera here?”
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 4
Maonero 2 Madzimambo 4:28 akapoteredza