34 Ipapo akakwira pamubhedha akatsivama pamusoro pomwana, akaisa muromo wake pamuromo womwana, nameso ake pameso omwana, uye maoko pamaoko ake. Paakatsivamira pamusoro pake, muviri womukomana wakatanga kudziya.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 4
Maonero 2 Madzimambo 4:34 akapoteredza