5 Mambo weAramu akati, “Zvakanaka, enda hako. Ini ndichatumirawo tsamba kuna mambo weIsraeri.” Naizvozvo Naamani akaenda, akatora matarenda gumia esirivha nezviuru zvitanhatu zvamashekerib egoridhe uye nemhando gumi dzenguo.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 5
Maonero 2 Madzimambo 5:5 akapoteredza