2 Madzimambo 6:15 BDMCS

15 Muranda womunhu waMwari akati amuka mangwanani aitevera, akabuda panze akaona hondo namabhiza nengoro zvakomba guta. Muranda wake akati, “Haiwa ishe wangu, tichaita seiko?”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 6

Maonero 2 Madzimambo 6:15 akapoteredza