18 Vavengi pavakaburuka kwaari, Erisha akanyengetera kuna Jehovha akati, “Pofumadzai vanhu ava.” Naizvozvo akavapofumadza sezvakanga zvakumbirwa naErisha.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 6
Maonero 2 Madzimambo 6:18 akapoteredza