22 Akamupindura akati, “Musavauraya. Hamungazouraya vanhu vamunenge makatapa nomunondo wenyu kana uta hwenyu here? Vaisirei zvokudya nemvura pamberi pavo kuti vadye uye vanwe vagodzokera kuna tenzi wavo.”
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 6
Maonero 2 Madzimambo 6:22 akapoteredza