2 Madzimambo 6:30 BDMCS

30 Zvino mambo akanzwa mashoko omukadzi uyu, akabvarura nguo dzake. Akati achifamba naparusvingo, vanhu vakamutarisa, vakaona kuti akanga akapfeka masaga mukati menguo, pamuviri wake.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 6

Maonero 2 Madzimambo 6:30 akapoteredza