2 Madzimambo 7:17 BDMCS

17 Zvino mambo akanga aisa mubati uya waaimbosendamira paruoko rwake kuti ave muchengeti wesuo, ipapo vanhu vakamutsikirira pasi pesuo ipapo, akafa, sezvakanga zvataurwa nomunhu waMwari musi wakauya mambo kwaari.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 7

Maonero 2 Madzimambo 7:17 akapoteredza