2 Madzimambo 7:19 BDMCS

19 Zvino mubati uya akanga ati kumunhu waMwari, “Tarira, kunyange dai Mwari akazarura mawindo okumatenga, zvakadai zvingaitika here?” Munhu waMwari akanga amupindura akati, “Uchazviona nameso ako, asi haungadyi kana chimwe chazvo!”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 7

Maonero 2 Madzimambo 7:19 akapoteredza