2 Madzimambo 7:5 BDMCS

5 Naizvozvo vakasimuka mambakwedza vakaenda kumusasa wavaAramu. Vakati vasvika pamucheto womusasa, wanei hakuna kana munhu,

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 7

Maonero 2 Madzimambo 7:5 akapoteredza