2 Madzimambo 8:1 BDMCS

1 Zvino Erisha akanga ati kumukadzi waakararamisira mwanakomana wake, “Enda kure iwe neimba yako unogara chero paunogona kugara, nokuti Jehovha akarayira nzara ichapedza makore manomwe panyika.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 8

Maonero 2 Madzimambo 8:1 akapoteredza