2 Madzimambo 8:16 BDMCS

16 Mugore reshanu raJoramu mwanakomana waAhabhu mambo weIsraeri, Jehoshafati ari mambo weJudha, Jehoramu mwanakomana waJehoshafati akatanga kutonga kwake samambo weJudha.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 8

Maonero 2 Madzimambo 8:16 akapoteredza