2 Madzimambo 8:18 BDMCS

18 Akafamba munzira dzamadzimambo eIsraeri, sezvakaita imba yaAhabhu, nokuti akawana mwanasikana waAhabhu. Akaita zvakaipa pamberi paJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 8

Maonero 2 Madzimambo 8:18 akapoteredza