2 Madzimambo 8:24 BDMCS

24 Jehoramu akavata namadzibaba ake akavigwa pamwe chete navo muguta raDhavhidhi. Ahazia mwanakomana wake akamutevera paumambo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 8

Maonero 2 Madzimambo 8:24 akapoteredza