2 Madzimambo 8:27 BDMCS

27 Akafamba munzira dzeimba yaAhabhu akaita zvakaipa pamberi paJehovha, sezvakaitwa neimba yaAhabhu, nokuti akanga ari mukuwasha kumhuri yaAhabhu.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 8

Maonero 2 Madzimambo 8:27 akapoteredza