2 Madzimambo 9:2 BDMCS

2 Kana wasvikako, utsvake Jehu, mwanakomana waJehoshafati, mwanakomana waNimishi. Uende kwaari, umubvise pakati peshamwari dzake ugopinda naye muimba yomukati.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 9

Maonero 2 Madzimambo 9:2 akapoteredza