2 Madzimambo 9:34 BDMCS

34 Jehu akapinda akadya uye akanwa. Akati, “Torai mukadzi akatukwa, mumuvige, nokuti akanga ari mwanasikana wamambo.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 9

Maonero 2 Madzimambo 9:34 akapoteredza