2 Madzimambo 9:36 BDMCS

36 Vakadzokera vakandoudza Jehu, iye akati, “Iri ndiro shoko raJehovha raakataura kubudikidza nomuranda wake Eria muTishibhi achiti: Imbwa dzichadya nyama yaJezebheri pamunda wokuJezireeri.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 9

Maonero 2 Madzimambo 9:36 akapoteredza