1 Soromoni mwanakomana waDhavhidhi akasimbisa kwazvo ushe hwake, nokuti Jehovha Mwari wake akanga anaye akamuita kuti ave mukuru kwazvo.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 1
Maonero 2 Makoronike 1:1 akapoteredza