2 Makoronike 1:5 BDMCS

5 Asi aritari yendarira yakanga yagadzirwa naBhezareri mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, yakanga iri muGibheoni pamberi peTabhenakeri yaJehovha; saka Soromoni neungano vakandomubvunza ipapo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 1

Maonero 2 Makoronike 1:5 akapoteredza