2 Makoronike 10:15 BDMCS

15 Saka mambo haana kuteerera kuvanhu, nokuti kuitika kwezvinhu uku kwaibva kuna Mwari, kuti shoko rakanga rataurwa naJehovha kuna Jerobhoamu mwanakomana waNebhati nomuromo waAhija muShironi rizadziswe.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 10

Maonero 2 Makoronike 10:15 akapoteredza