2 Makoronike 10:18 BDMCS

18 Mambo Rehobhoamu akatuma Adhoniramu, aiva mukuru wavashandi vechibharo, asi vaIsraeri vakamutema namabwe kusvikira afa. Mambo Rehobhoamu akakwanisa kupinda mungoro yake akatizira kuJerusarema.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 10

Maonero 2 Makoronike 10:18 akapoteredza