2 Makoronike 11:16 BDMCS

16 Vose vaibva kumarudzi ose aIsraeri vakaisa mwoyo yavo pakutsvaga Jehovha, Mwari waIsraeri, vakatevera vaRevhi kuJerusarema kuti vandopa zvibayiro kuna Jehovha Mwari wamadzibaba avo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 11

Maonero 2 Makoronike 11:16 akapoteredza