2 Makoronike 11:18 BDMCS

18 Rehobhoamu akawana Maharati aiva mwanasikana womwanakomana waDhavhidhi ainzi Jerimoti uye waAbhihairi mwanasikana womwanakomana waJese ainzi Eriabhi.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 11

Maonero 2 Makoronike 11:18 akapoteredza