2 Makoronike 12:15 BDMCS

15 Mabasa okutonga kwaRehobhoamu kubva kutanga kwake kusvikira kwokupedzisira, haana kunyorwa here mubhuku renhoroondo raShemaya muprofita neraIdho muoni? Paiva nokurwisana nguva dzose pakati paRehobhoamu naJerobhoamu.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 12

Maonero 2 Makoronike 12:15 akapoteredza