2 Makoronike 12:7 BDMCS

7 Jehovha pavakaona kuti vazvininipisa shoko iri raJehovha rakauya kuna Shemaya richiti, “Nokuda kwokuti vazvininipisa, handichavaparadzi asi munguva pfupi ndichavanunura. Kutsamwa kwangu hakuchadururirwa paJerusarema kubudikidza naShishaki.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 12

Maonero 2 Makoronike 12:7 akapoteredza