2 Makoronike 12:9 BDMCS

9 Shishaki mambo weIjipiti paakarwisa Jerusarema akatakura pfuma yomutemberi yaJehovha nepfuma yomumuzinda wamambo. Akatora zvose kusanganisira nhoo dzegoridhe dzakanga dzagadzirwa naSoromoni.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 12

Maonero 2 Makoronike 12:9 akapoteredza