2 Makoronike 13:14 BDMCS

14 VaJudha vakatendeuka vakaona kuti vakanga vava kurwiswa kwose mberi neshure. Ipapo vakachema kuna Jehovha. Vaprista vakaridza hwamanda dzavo,

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 13

Maonero 2 Makoronike 13:14 akapoteredza