17 Abhija navanhu vake vakaparadza vazhinji vavo kwazvo, zvokuti zviuru mazana mashanu zvavarume vaigona kurwa pakati paIsraeri vakafa.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 13
Maonero 2 Makoronike 13:17 akapoteredza