2 Makoronike 14:1 BDMCS

1 Uye Abhija akazorora namadzibaba ake akavigwa muguta raDhavhidhi. Asa mwanakomana wake akamutevera kuva paumambo, uye mumazuva ake nyika yakava norugare kwamakore gumi.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 14

Maonero 2 Makoronike 14:1 akapoteredza