2 Makoronike 15:16 BDMCS

16 Mambo Asa akabvisazve ambuya vake Maaka kubva panzvimbo yavo samai vamambo nokuti vakanga vagadzira danda rinonyangadza raAshera. Asa akatema danda riya akarityoratyora akaripisa muMupata weKidhironi.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 15

Maonero 2 Makoronike 15:16 akapoteredza