2 Makoronike 15:6 BDMCS

6 Imwe nyika yaiparadzwa neimwe uye rimwe guta richiparadzwa nerimwe, nokuti Mwari aivatambudza namatambudziko emhando dzakasiyana-siyana.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 15

Maonero 2 Makoronike 15:6 akapoteredza