2 Makoronike 15:9 BDMCS

9 Ipapo akaunganidza Judha neBhenjamini yose navanhu vaibva kuEfuremu, Manase neSimeoni vakanga vagere pakati pavo; nokuti vanhu vazhinji kwazvo vakanga vauya kwaari vachibva kuIsraeri pavakaona kuti Jehovha Mwari wake aiva naye.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 15

Maonero 2 Makoronike 15:9 akapoteredza