2 Makoronike 16:12 BDMCS

12 Mugore ramakumi matatu namapfumbamwe rokutonga kwake, Asa akabatwa nechirwere mumakumbo ake. Kunyange chirwere chake chakanga chanyanyisa mukurwara kwake imomo haana kutsvaka rubatsiro kubva kuna Jehovha asi kubva kun'anga chete.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 16

Maonero 2 Makoronike 16:12 akapoteredza