14 Vakamuviga muguva raakanga azvigadzirira muGuta raDhavhidhi. Vakamuradzika panhoo yakanga yakazara nezvinonhuwira zvemhando dzakasiyana-siyana zvakanga zvakavhenganiswa uye vakaita moto mukuru vachimuremekedza.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 16
Maonero 2 Makoronike 16:14 akapoteredza